Caffino Team level Music Chiredzi Mkwasine

Caffino Team level Music Chiredzi Mkwasine Song writer. Singer .Stage Performance , we do everything about music ....WE LOVE IT, WE MAKE IT, WE BOS IT ....That is what we do

25/04/2025
Hakuna match inotanga iri 1-0 or 2-0 hazviko after that ukutoti hauchaite vana vanozowandisa which means inini nditochem...
24/04/2025

Hakuna match inotanga iri 1-0 or 2-0 hazviko after that ukutoti hauchaite vana vanozowandisa which means inini nditochembedzana newe ndiine mwana 1 or 2 coz iwewe unevako 2 vawakauya navo hahaha kkkkkk vakadzi musatipengera imboverengai Bible kuti mudzoke mugwara vakadzi vemazuvano hamuchina hunhu that's why muchisiiwa nevarume , mavanekodzero dzakawandisa as compared nevarume ,,,you think you can do whatever a men can do , ,it's like you forget a big difference between women and men ,,,Men is very powerful and he need 100% respect from his 100 wife ,, a men can give 100 women pregnant in a few days but a woman can only give one men one pregnant gore rese ..men is the productive system yevanhu ,A powerfull seed planter ndoomurume
Vakadzi chimbodzidzai tsika musiyane nekunyengwa nevanhu vese mapfekero enyu iwayo amakaita apo ngaachinje zivai kuti hamuna simba pamurume wenyu ,,,,vakadzi makapusa zvakanyanyisa munoteverera mari muneruchiva rwakawandisa that's why musingagarisiki uye musingachagoni kupfeka zvakanaka ,,,,tsika hamuchina uye China chinangwa cheupenyu hamuchizivi ,,mari nezvinhu zvese zvamunoona panyika hachisicho chinangwa cheupenyu ,,,mari ingatokukanganisa kuenda kuupenyu husingaperi ,,,hupenyu hwatakapiwa naMwari hwakarebesa but tinogona kuzvidimburira hupenyu hwedu kana tikasashingirira kuti tichengetedze tsika dzedu dzechi Christianity

Address

Pretoria

Telephone

+27736432920

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Caffino Team level Music Chiredzi Mkwasine posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share